Mazuva mashomanani apfura pakaita guhwa rakabuda kuti Giribheti wekwaNyati arikushungurudza, kumbunyikidza nekuponda mukadzi zvibhakera zvemudumbu zvisina evidence. Chibhakera chemudumbu hachitaurike kuti ndarohwa havhiratidzike kana kuti ndopandarohwa apa.
Izvi ndizvo zvirikunzi Giribheti arikuita kumudzimai wake mai Nyathi. Mushure mekunge guhwa rasvika Giri akatora matanho achibuda pachena achiti haasati ambosimudzira ruoko mukadzi wake achimushungurudza.
Akabva anhongana Narayan Mint achimupomera kuda nyaya dzevanhu. Achiti ziva kwawakabva ndakamboitira go fund me paye nhasi wakuda kuresva protocol.
Mushure mekunge vanhu vanyunyuta Giri akabva aruka zano rekugadzira kamutambo kanenge skit achiita seakurova mudzimai wake akazvitakura.
"Ipapo veruzhinji vakati tinyeperei hanty takapusa!!"
Pasina mazuva kabanga ndizuro chaiye 23/12/25 Giri akavharisa dandemutande achiti atumira apa mai Nyathi mafukidzadumbu nemavharamaromo ezviuru gumi zvemadhora.10k

Comments (0)
Join the conversation
Sign in with Google to comment and like articles
No comments yet. Be the first to share your thoughts!