B2 madii, zita ndora ndisiri kuisa hangu. https://whatsapp.com/channel/0029VaJBte43bbV50PSJqU20


Haaa wangu unoketa chii hapana hapana unoziya. Tikutongozadzisa hedu magwaro sevarume zvakangogara zvakanyorwa hazvo pasi kuti tichaoona horror. Ende HORROR yacho inotangira patiri waiziya. Hapana Hapana ma1 aya.

Saka munotomboti gayawo sevarume sezvamunoita doek and slay. But futi unoketa chii mukt kaskiri aka kekutifunga kakubva kangoperawo panopera mwedzi waNOVEMBER kunge rent.

Type ipi dai matopusher chinhu ichi zvekutodaro wangu. Varume vakatongogara vatambura kare wangu. Saka hapana hapana. Ndikoko- ndikoko 

#keepingitbluešŸ’™

Comments (0)

Join the conversation

Sign in with Google to comment and like articles

No comments yet. Be the first to share your thoughts!