"What about a composite sketch of how he looks like. At least they are certain it's one man. How about how he looks like"
"This is when the special forces have to show up maakahwanda murikuziyikamwaaa"
"Umm guys this is too serious ,how can someone kill all these people'for what?i have come to understand that we are not all humans."
"Mmmmm iko kuGuruve nyaya dzekuurayiwa vanhu dzawandisa zvisingaite tava kutityira vabereki vedu" ššššš
"Ndopaunonzwa vamwe vachiti Death penalty for this serial killer it's Inhuman"
"Guruve police makuyenzera pabasa mnji how many murder cases pamwedzi Uno Itai Basa tototya kufamba hre"
"Uyo anoda kusingirirwa ma tyres muviri wese modira petrol mobatidza hutsinye hwakadai hautombode zvekuti aende kujeri imhuka iyo haasi munhu kuita mutema rege wembada kudero"
"Vadii vamboendesa mapurisa ese ari muroad aya ku guruve ikoko because kwanetsa uku".
"Police ngaipinde musango tikuda kunzwa kuty munhu uyu abatwa nhasi chaiye vanyati nyaya mainzwa iyi"
"Hana takabatira mumaoko kuGuruve uko apa mhondi dzacho dzirikungoda zvekudeura ropa chete no kutora any body part haaaa pakaipa"
https://whatsapp.com/channel/0029VaJBte43bbV50PSJqU20

Comments (0)
Join the conversation
Sign in with Google to comment and like articles
No comments yet. Be the first to share your thoughts!