Tete Tilda takuisiira imi sis

Haaa Owen nyaya yake yanzwika na Mwari I think he z praying kwaari ikoko nekt ya Shaker nyika yosee I know vari capable vachabatsira ku appealer


Zvichida Mwari vane zvavanoda kuratidza pana Owen,Tinovimba nemi Mwari

Baba vaOwen cried teacher cried haaa Owen is a good hearted man,I even cried please Mr president look into this case.This man is innocent

Mwari vanoda kuratidza simba ravo kuvanhu Owen kwauri ikoko unobuda .Mwari havadhakwi uye vanosvunurira vana vavo

Human rights lawyers muripi, try to help this gentleman. Ini ndinofunga kuti pakafamba mweya wasatan, vanhu vese varikupupura apa, havangataure zvemanyepo pamusoro paOwen.

I understand nyaya idzi nepedyo, honestly munhu unoenda kujeri usina mhosva yawaita

Vakamuisa mujeri kuti asangane nemakomborero ake saka musachema henyu Mwari vanoona #JUSTICE FOR OWEN#

Comments (0)

Join the conversation

Sign in with Google to comment and like articles

No comments yet. Be the first to share your thoughts!