Bhekie Bhekie

Kingsley ozvivisa vatsigiri kuti adzoka zvekare pamasaisai, kunyangwe zvazvo achiratidza kuti haasati ave nechokwadi kuti achange aripo nguva yakadi.


Avimbisa vatsigiri kuti achange achifamba padoko-padoko kudya kwamadora sezvo ane zvimwewo zvaari kumhanyisana nazvo.

"Makazongoona munhu kuti nyaaa, haa ndadzoka tichange tichifambidzana hedu pashoma pashoma, ndinotenda nerutsigiro rwenyu," amwe emashoko aatumira pabepa rake

#dontmhamhame

Comments (0)

Join the conversation

Sign in with Google to comment and like articles

No comments yet. Be the first to share your thoughts!