Hanzi exemption kuti asa bhadhara mari pamaTollgate, tax manzwa here vazukuru VaNehanda

He is right cz he is performing some government duties, daily so he deserves the opportunity  at least everyone is holding him accountable through his philanthropy role for the disabled šŸ™šŸ™

Bhadhara mutero iwe

Learn to be grateful young man. Haunyari here?

Ko ukavaudza kuti mayouth hatina mabasa pane chakaipa here

Great deserves exemption because of his reach out programs, imagine reaching out to Gwanda  toll gate fees alone.

Great man ka better vaiise blu light nema gvt plates zvipere

I agree free toll gates nd parking  nekuti uri kubata basa guru ravakatadza kuita you deserve  it..even imba pihwa Greatman

True u should be grateful kuti wambopihwa mota zvino mongoramba muchipemha here nyaraiwo

Wangu why asi Exemption yeyi iwewe uchishanda tendawo mhani thats why Sir vange vasingade kukubatsira haubatsirike chishandisawo pashoma uchibhadhara mutero

Ikaiswa paexemption yatove state property.

The guys name is Greatman not Grateful

Comments (0)

Join the conversation

Sign in with Google to comment and like articles

No comments yet. Be the first to share your thoughts!