B2 padzoka paita vanyarikani.Nyaya yangu yakati rebei ndchaedza kuti ga-ga


Ndiri hangu chizvarwa chemuZimbabwe asi nguva yangu zhinji ndakaitira kuchando sezvo mai vangu vakange vawanana nemurungu mushure mekunge baba vangu vatisiya.

Amai vangu munhu ane mhanza yaipenya uye vaive munhu akakurirawo mumari hatina kunyanyotambura tichikura ini nehanzvadzi yangu. Zvese zvataida zvaionekwa kuti zvaiswa panzvimbo.

Mushure mekunge amai vasanganawo neimwe mbinga takazoendeswa kuchando kunonyatsopura nyemba nemusana tigere hedu muhutefe-tefe.

Mukupindana kwemazuva ndakangewo ndokura, ndakuchitangawo kuvandudzika hurume, baba vangu vakatanga kutamba neni tuma game twekubatana batana.

Vainyanyoda kugeza neni uku ndokwazvakatangira, vaiita vachiita sekunge varikutandara neni asi vachitondidzidzisa zvisizvo. Ndakazopedzisira ndakujaira. Pavakaona kuti ndajaira vakatanga kuenderera nekundiratidza mamwe mabasa anoitiswa nhengo.

Kusvikira ini nababa takange takuita seta kudanana, amai havana chavaiziya nanhasi havazviziye. Izvi zvakasvika pakundinakidza chaizvo ndaitoona baba semukadzi.

Zvese vaindiitira baba, takaita nguva tichidanana chaizvo, zvekuti pakazorwara baba vachizoshayika ndakasirwa almost everything he had. 

Ndakarwadziwa chaizvo sezvo uyu akange ari munhu wekutanga  kudanana naye. Zvakanditorera nguva kugamuchira kuti mudiwa wangu aende, njere dzinenge dzakange dzotanga kudzoreredzeka mbichana mbichana.

Nekuda kwekuti amai vaidawo muroora ndakazozvimanikidza hangu kuroora. Mukadzi wangu ndomuitira zvese hapana chaanoshaya.

Asi ini tsika yekufemera mugotsi mevamwe varume handina kusiya. Ndinonyatsonzwa zvakanaka kudanana nemunhu wechirume. Ndakazvivanza zvekuti hakuna kana anondifungira.

Zvinondidya moyo ehe, asi ndikuedzawo kufadza mukadzi maintaining a certain image yet secretly i visit, date and sleep with men.

Zvisinei ndakazobetserwawo nejaya. Veduwe chitaurirwa hunyimwa mwana wangu ane 18 asi akutoratidza tuma vibes kare ende haazvivanze. 

Musi uno akauya nemukwasha, hanzi ndiye wandada. Takapererwa ini namai vacho. Ini handina kunyatsozvitambira asi ndakaziva kuti mwana wangu hunhu uhu haana kumwe kwaakahutorera kunze kwangu.  https://whatsapp.com/channel/0029VaJBte43bbV50PSJqU20

Amai vake varikuedza kuda kuti ndigarewo naye pasi, ndimubatsire, asi ndinomubatsira sei ini ndine zidanda ririmuziso mangu. 

Handichakwanisa kumutsiura nekuti unotovaona havo vachikissana, nekubatana batana pasina kana secret.

Uye mwana wangu zvivindi zvaanazvo zvekundiita muranda pamusha pangu, ndikugayira kuti ane zvaakuziya. Nekuti hakuna ane dzakakwana angaite upenzi ihoho. Kuuya kuzoita matakanana akadaro pamberi pangu.

Ndiri kushaya kuti ndotangira pai, nezera rangu hazvitaurike kuti handide madzimai, uye handikwanisewo kutsiura wangu wandakabereka.

Ndotaura here? Ndozviudza aniko. Ndonyarara ndosiya zviri mumoyo. Ehe ndiri kurarama muchivi asi mutsvene wacho ndiani?

#keepingitblue 💙

Comments (0)

Join the conversation

Sign in with Google to comment and like articles

No comments yet. Be the first to share your thoughts!