Zvichakadaro Giri anouya hake pamasaisai otanga kurava kuti akange agamuchidza mudzimai wake mai Nyathi 10k izvo zvaita vazhinji vazvirambe.


Veruzhinji vopokana nazvo vanoti havasi muboka repiri pafundo, havasi magrade 2z kana grade 2x. Varikuti mamiriro emukati memba haaratidze kuti mungave mune mari zhinji kudaro.

Izvi zvasimudza makakatanwa padande mutande vamwe vachiti ko kana imba iri yekuvhara vavengi nekuti chakafukidza dzimba marata.

Vamwewo vakaita saBruno Furnitures vabva vangobuda pachena vakati musatiite sepwere hatina hedu kupusa mari iyoyo inobuda pai

Comments (0)

Join the conversation

Sign in with Google to comment and like articles

No comments yet. Be the first to share your thoughts!