Bhekie Bhekie

Dai tapihwawo ushingi hunenge hwaSuper Mario. Hwekumira munzira dzine feso tichibuda kunyangwe tikatukwa sei tinohwina.  



Zvese zvedu zvigokanganwirwa ne avo vatakagumbura mupfungwa, mumazwi nemukuita, zvikurusei munhandare yenhabvu

Hazvisi easy kuve mutungamiriri wechikwata chenhabvu unotoda moyo werata chaiwo.Kuti mheni ikati vai,unoita chazunguza ugosara wakati ndooooo

Uye hazvisi easy totally kuita mutsigiri wenhabvu muno, unogona kungosara moyo warukutika.Kunzwa kuti manyama amire nerongo chaiwo.

Tichingoti hedu kune chikwata nemukwatisi makorokoto, nyika irigrateful.

Pagonekwawo nevamwe ngatingotendaiwo. Tongoti fare, fare tindike sezvo December adongorera

Comments (0)

Join the conversation

Sign in with Google to comment and like articles

No comments yet. Be the first to share your thoughts!